Schingy

LYRIC PREVIEW

 

UCHAITASEI LYRICS

Verse1
Zita renyu ngaripihwe Tatu kwete chete Mbiri //
Coz zvamandiitira hangu Ishe ndozvi Zhinji //
Ndaumbofunga hupenyu uri one sided kunge
CD //
ndisingaziye kuti kumsoro kunemi ka Msiki //
Mune grace yaita nhasi kuti tive futi Pano //
same nenyasha dzoita kuti tive ne Utano //
Mweya yemadzinza yanga isinga siyeni Neni //
mhepo dzaindipeperetsa shaa kunge Flag //
Vavengi vandiita party kundi femesa kunge
Mhino //
I swear zvakambooma kunge season yeChirimo //
right now i feel protected kunge mwana Wamambo //
Zita rakudaidza special kunge class ye
maDofoooo //

Chorus
Mwari vandismudzira
Kunyangwe mukazvimba kungozvazvo mukasvotwa Sei
Gumi pazana mablessings acho azowanda 
Hameno ukubayiwa Uchaita Sei
Uchaita Sei 
Uchaita Sei
Hameno ukubayiwa kuti
Uchaita Sei
Uchaita Sei
Uchaita Sei
Hameno ukubayiwa Uchaita Sei

 

Verse 2

Ndaimbo batika under ground kunge  macables e fibre Optics //
Buh ukuchecker my account now ndane yese street Credit //
I remember ndichishaya hope kunge munhu aswerera achimwa Switch //
Ndaita madzikiriri kurwisana nema Witches//
Hurovha Jere Ishe Makatizvengesa //
Rufu huRwere ipapo makatiPonesa //
Taimbochinja chinja mateams kunge tikutamba Fifa //
Ndichiti wese mskana ndaida kumuPfimba //
Vazhinji vandakabata navo nhasi vakati Siya//
Ne denda asi nhasi pari zvino ndaka Gwinya //
Ndiri mumwe wevanhu vanoti ini ndakambo Kwangwaya//
Asi hupenyu wangu kunge HR department waku Fire
 
Back to chorus
Outro

Ndimi makandipa zvose isu Mwari ,ndokudzorerai izvi Mwari
Makudo a graduater Gushungo VehipHop ndokutenda mfesi wangu
Ndangandakanganwa R.I.P mfesi wangu Nduna
Titsvagire kwekurara n kudenga ndouyao mfesi wangu.

**********************************************

Uchaitasei track number 11 on the album featuring Rawley Andreh prod by Mr Nobody x Mixed by Kritical Beatz

MORE COMING SOON